Jnr Brown - Baba Bona Lyric Visualizer

UpTopMusicZw
UpTopMusicZw
57.7 هزار بار بازدید - 3 سال پیش - Baba BonaThe first single of
Baba Bona
The first single of the upcoming Jnr Brown Album.
Written By James S Mpakula (Jnr Brown)
Produced by Fun F
Recorded by Gt Beats
Executive Produced by Biggz
UpTop Music 2021
Big Boy Biz 2021



Lyrics

Baba Bona

Matsaga arikuvenga hating on the king
Hanzi nguva yarebesa vachiRunner  things
6 summers vachipisa kunge maZinger wings
This ain’t no little boy ting

Big body Benz kunge baba bona
Gucci mama paside kunge baba bona
Adidas muviri wese kunge baba bona
Team yangu inondijega chero kana ndadonha

Zvanga zviri Down taaUp taurai tinzwe
Nyaya dzacho dzese narrative ngaichinjwe
Kana muchida kudhipisa deep ngaipindwe
Mapambhi ngaadindwe vavengi ngavafinwe
Vanga vakandimirira kunge monthend
Apa mahustler akamirira ziAnthem
Kana marasta they relate to the man dem
Apa kuma rapper it’s the same old problem
Manga maakutereswa mini mneWord play yekupenga yemasilly Gs
Misandifananidze neboys dzemusambo
Vanga vasipo patara maBars aya inyambo
Vanga vari pagram vachiposta all day
Tantine magrams takaposta all day
Saka inini mudajunditaura kuti chii??
Chamakaita kupi???
Garai muri zii

Big body Benz kunge baba bona
Gucci mama paside kunge baba bona
Adidas muviri wese kunge baba bona
Team yangu inondijega chero kana ndadonha

Big body Benz kunge baba bona
Gucci mama paside kunge baba bona
Adidas muviri wese kunge baba bona
Team yangu inondijega chero kana ndadonha

Young tich mataz sezvazviri baba
Kuspina madhiri through maskiri baba
If you owe us then giri baba
Unless magadzirira jairos jiri baba
Jackai maflows aya aamamwe
December paharare icho ngachipamwhe
Pakubuda vamwe ngavadhamwe
Look, we don’t really know em asi siyai vamwe

RGM SAMPLE
Been around for a bit kubva kare kare vachingipfidza nedrip
Mataxes ekuTexas we made em legit
Motor yakuda kupinda ibvai pastreet

Big body Benz kunge baba bona
Gucci mama paside kunge baba bona
Adidas muviri wese kunge baba bona
Team yangu inondijega chero kana ndadonha

Big body Benz kunge baba bona
Gucci mama paside kunge baba bona
Adidas muviri wese kunge baba bona
Team yangu inondijega chero kana ndadonha
3 سال پیش در تاریخ 1400/05/13 منتشر شده است.
57,724 بـار بازدید شده
... بیشتر